Daniel 12
DHANIERI 12
1 Nenguva iyo Mikaeri achasimuka, iye muchinda mukuru anochengeta vana vavanhu vako; ipapo nguva yenjodzi ichavapo, isina kumbovapo yakadaro kubva pakumuka kwamarudzi avanhu kusvikira nguva iyo; nenguva iyo vanhu vako vacharwirwa, ivo vose vakanyorwa mubhuku.
2 Zvino vazhinji vavavete muvhu rapasi vachamuka, vamwe vachamukira upenyu usingaperi, vamwe kukunyadziswa nokuzvidzwa kusingaperi.
3 Vakachenjera vachapenya sokupenya kwokudenga, uye vanodzorera vazhinji kukururama vachapenya senyeredzi nokusingaperi-peri.
4 Asi iwe Dhanyeri, vanza mashoko, unamire bhuku rechisimbiso, kusvikira kunguva yokupedzisira; vazhinji vachamhanya pose-pose, nezivo ichawanda.
HAVASIVOSE VASHUMIRI VACHANGE VANERUZIVO RWEZVITIKUITIKA BUT RUZIVO RUCHANGE RURIPO SOMEWHERE,VAKATOPAFADZWA VACHASANGANA NAYE ANENGE AKATUMWA WITH KNOWLEDGE OF THE WORD
32-Kuvana vai
Isaka,varume vaiziva nguva zvakanyanya,uye kuti vana va Israel vanofanira kuitei.vakuru vavo vaiva mazana maviri;hama dzavo dzose dzirairwa navo
📝📝📝📝📝1 CHRONICLES 12 VS 32
ZVINONZI ZVICHAVA SEZVAZVAIVA PAMAZUVA A NOAH, KUREVA KUTI CHOKWADI CHAVHO KUNYANGE CHICHAVAKO ASI VANHU VACHACHIRAMBA BECAUSE OF THEIR RELIGION HUYE NEKUKOSHESA HUPENYU HWEPANYIKA KUPFUURA ZVEDENGA, VACHIKANGANWA KUTI BEFORE ARRIVING IN CANAAN THERE'S WILDERNESS
📝📝📝📝📝NUMBERS 14
Comentários
Enviar um comentário