Taurai izvi paupenyu hwangu

Topic: Taurai inzwi paupenyu hwangu 

.

Luke 5vs1-6

Simon Peter akaita usiku hwose achizama kuredza hove akashaya chinhu. Usiku ndihwo chaihwo hwaibatika hove uye gungwa racho dzaivamo but havana kubata chinhu. However, ndinofara kuti Jesu ataura inzwi havana kuita usiku hwose kana zuva rose zvakaitika ipapo coz pane ataura shoko pazvinhu zvaPeter. Kugona kuraura aigona Peter saka chamuradzika asina hakusi kukonewa but hazvina ataura shoko. 

.

Ndonakidzwa neruzha runoitika muchurch zvikanzi ‘Receive’. Vanhu vanodavira vakafara nyangwe zvazvo vamwe vachiita mukusaziva or kukuza zvavo Prophet ataura. Kune vanofunga kuti tofanira kuita mhere ‘Amen’ kana pataurwa chero vasina ruzivo nezvavarikuita. Vanoziva chavanofarira kuti, pane shoko rataurwa rinovhura zvanga zvakasunga paupenyu hwangu. Usiku hwose pasina chabatwa, Jesu anoti kandai vutava kwakadzika.

.

Ndirikuparidzira munhu ava nenguva yakareba in marriage pasina mwana kandai vutava kwakadzika, yakwana nguva. Six years wapedza chikoro basa raramba, nhasi chaiye kandai vutava kwakadzika munana wakumirirai. 38 years makazvibata marriage yaramba, nezita raKristu Jesu kandai henyu kwakadzika ndaona ring muruoko. Dai misodzi yaipera yenyu mungadai musisina muchizama kuti zvifambe, makazama zvikaramba panga pasina shoko nhasi kandai kwakadzika. Nguva yareba uriko Diaspora uchizama kuraura pfuma yeupenyu zvichiramba panga pasina araira shoko, kanda kwakadzika nguva yakwana. 

.

Mharidzo yanhasi ngaiwane chainoshandura paupenyu hwako nezita raJesu. Ndine vanhu vandaona vanoteverera so much these sermons asi upenyu huchivava nhasi ndaraira nezita reanondituma, Sunungurwa. Ndoda ma testimonies emharidzo yanhasi. Mwari havana kuvhara nzeve, Sunungurwa shoko ndaraira nezita raJesu. Amen.

Comentários

Mensagens populares deste blogue

LOCALIZACAO GEOGRAFICA DO DISTRITO DE MOSSURIZE

LISTA DE FREQUÊNCIAS E SATÉLITES A RECEBER EM ÁFRICA