Ministrando o casamento
PREACHING Prayer Word Prayer CELEBRATION 1.prayer(standing b4 brides to start celebrating) 2.vadikani,tiri pano pamberi paMwari nepamberi peungano,kuti tisanganise(name of boy) na (name of girl) patsvitsa tsvene. Ichi chinhu chakanaka,chakaitwa naMwari vanhu vasati vave muzvakaipa.Chinotionesa kuzvisanganisa kwaKristu neungano yake,chinhu chitsvene.Kristu wakachitenda nokuti wakaita chishamiso paKana reGarirea,zvakare inotendwa naPauro kuti yakanaka,inofanira kukudzwa navanhu vese. NOKUDARO MUCHATO CHINHU CHAKADAI: Hazvina kufanira kuti uitwe kana kupindwa nekusaziva,wakafanira kubatwa nekuziva,nekuzivisisa,nekuzvibata nokutya Mwari,uye zvirege kukanganwika zvinhu zvawakamisirwa. Muchato wakaitirwa kuti vanhu vavepo panyika,vabereke vana vavo pakutya Mwari,kuti zita rake dzvene rikudzwe.Wakaitirwazve kuti kuvepo kuwadz...