Zvakaitwa Kuti Simba ramuari rioneswe
ZVAKAITWA KUTI SIMBA RAMWARI RIONESWE MAURI . Johane 9vs3 . Gore rino, yaaaaaah, satan kachasvotwa kakazvirega rega uwone, tozvibvondora isu. Iwe kanhu aka kutobata upenyu hwako kuti iwe uzoti kane simba. Ndati manje isu tozvibvondora hatina mangwana. Munhu anga asingaoni ndokuunzwa kuna Jesu, nyaya yandada apa haisi yekusvinudzwa kwake chete but mhinduro yaJesu kuvadzidzi. Kwanzi nevadzidzi, 'ko ndiyani akatadza pakati pake nevabereki vake?'. Jesu unoti, 'hapana akatadza but zvakangoitika kuti simba raMwari rioneswe maari'. . Rega ndipinde mulyfe yako, sununguka mudikanwi. Nhasi ndiwe uyo arikuchema,,,,,,veduwe ndikabata mari haina zvainoshanda,,,,,sei ini,,,,,ko ndakatadzei,,,,,. Aiwa nyarara zvako,,,,zvimwewo zvakaitwa kuti simba raMwari rioneswe mauri. Wava kuzoibata ichitenga,,,,,,kuchisara change. Haaaah kana uri sewe wekutambura nembereko,,,,haaaah nyarara mhani. Zvakaitwa kuti simba raMwari rioneswe mauri. Aaaaaaaah ndimi here sister, murikuchema kwanzi ndava k...